Breaking News

Jah Prayzah ft. Feli Nandi – Sarungano

Jah Prayzah ft. Feli Nandi – Sarungano (Official Music Video) Lyrics

Zvakagumira pa Sarungano

Zvakadaro
Ndokufunga Munguva Yechando
Ndaitodawo
Dai tanamirirana senamo

Hana yacho
Yongorwisana nemwene wayo
Rudo rwacho
Rwakagumira pasarungano

(Eeeeee Heeeeeeee)

Uri
Vanga Rekutsva
Uri
Bundu repamusana
Kunyepera Kushinga
Mumoyo mune hondo
Haungawanike

Asi nguva nenguva
Ndozodzoka ndofunga
Shungu ndoda kuita
Asi zviro zvacho
Zvakagumira pasarungano

Dai tatapindawo nemoyo (kuita tsika nditsike)
Dai taenda kumaroro (taita tsika nditsike)
Dai tatine tariro (taita tsika nditsike)
Taizofuratira nhamo (taita tsika nditske)
Dai tatapindawo nemoyo (taita tsika nditsike)
Dai taenda kumaroro (taita tsika nditsike)
Dai tatinr tariro (taita tsika nditsike)
Taizofuratira nhamo

Zvakadaro
Ndongofunga Munguva Yechando
Ndaitodawo
Dai tanamirirana senamo
Hana yacho
Yongorwisana nemwene wayo
Rudo rwacho
Rwakagumira pasarungano

HeeeeeeeeheeeHeeeeeeee
Hiiiiiiiiiiiii

Aheeeeeeeee yaaaaaaa
Aaaaaah yereihaaaaaaaa
Aaaaaah yeeeeeee Ayeireaaaaah
Masodzi oyerera

Check Also

Calvin Harris and Rag n Bone Man

Calvin Harris and Rag n Bone Man – Lovers In A Past Life

Download Links Save Link (Server 2) mp3 Save m4a File (iphone, Apple) Join us on …